KwaunobvaDuramazwiKkwirimba

Duramazwi · zita

kwirimba

njivarungudeere

Zvinoreva

Kwirimba ishiri yakafanana nenjiva, inopfuwiwa pamusha.

1

Kwirimba ishiri yakafanana nenjiva, inopfuwiwa pamusha.

Kwirimba ishiri yakafanana nenjiva, inopfuwiwa pamusha.

Zvakafanana

njivarungu · deere

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwirindindi

Kana munhu akati kwirindindi anenge akafundumwara, asingadi zvekutaura-taura.

Verenga

Swipe for the next word