Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati kwirindindi anenge akafundumwara, asingadi zvekutaura-taura.
1

Kana kunze kwakati kwirindindi kunenge kwakatibikira makore makobvu uye kuchitonhora.
2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwirindindika
Kana munhu akakwirindindika, kumeso kwake kunenge kuchitaridza kusuwa.
VerengaSwipe for the next word