KwaunobvaDuramazwiNnyaika

Duramazwi

nyaika

Zvinoreva

Kunyaika kumwaya nzungu nemvura kuti dzinyorovere, dzigomenyeka nyore.

1

Kunyaika kumwaya nzungu nemvura kuti dzinyorovere, dzigomenyeka nyore.

Kunyaika kumwaya nzungu nemvura kuti dzinyorovere, dzigomenyeka nyore.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyaira

Kana uchinyaira munhu unenge uchienda kwavanatezvara vake, kuti ugotanga kufambisa mashoko ake ekuda kuroora.

Verenga

Swipe for the next word