Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchinyaira munhu unenge uchienda kwavanatezvara vake, kuti ugotanga kufambisa mashoko ake ekuda kuroora.
1
Kana uchinyaira munhu unenge uchienda kwavanatezvara vake, kuti ugotanga kufambisa mashoko ake ekuda kuroora.
Ko handiti apunyaira haashaye misodzi here?
Mwanakomana akapunyaira chose.
Kana munhu achiti pwiru pwiru kupwinyaira kumeso anenge ava kuda kubudisa misodzi.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyajambwa
Nyajambwa munhu ane munyama wekungofungidzirwa kuti anoita zvakashata, chero pasina chaaita.
VerengaSwipe for the next word