Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nyajambwa munhu ane munyama wekungofungidzirwa kuti anoita zvakashata, chero pasina chaaita.
1

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyakabanga
Nyakabanga muti unoita munzvimbo dzinonaya mvura yakawanda, une mashizha akatesvera, uye midzi mitete asi yakawanda chaizvo.
VerengaSwipe for the next word