KwaunobvaDuramazwiNnyaidza

Duramazwi

nyaidza

Zvinoreva

Kunyaidza kunyudza chinhu nokukasira.

1

Kunyaidza kunyudza chinhu nokukasira.

Vakasungwa vabinyaidza motokari kubva munyika ino.

Kubinyaidza kupinza kana kuburitsa chinhu mumba kana munyika muchivande.

Kana munhu achibvunyaidza mumwe anenge achimukanganisa kana kumudzivirira kutaura chokwadi.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyaika

Kunyaika kumwaya nzungu nemvura kuti dzinyorovere, dzigomenyeka nyore.

Verenga

Swipe for the next word