Duramazwi
nyahwaira
nyangaira
Duramazwi
Kunyahwaira kufamba wakakotamisa musoro nekuda kwenyadzi.
Kunyahwaira kufamba wakakotamisa musoro nekuda kwenyadzi.
Kunyahwaira kufamba wakakotamisa musoro nekuda kwenyadzi.
Kuti nyangi nyangi kufamba kokunyahwaira kuti munhu asvike asina kunzwikwa. Chimangowe chinoti nyangi nyangi kana chaona makonzo.
nyangaira
Duramazwi
01 / 03nyai
Kuti nyai kunyura kwechinhu pasi pemvura.
VerengaSwipe for the next word