Duramazwi
Mazwi ane N.
1668 Shona headwords beginning with N, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 4 pa7
nhauroNhauro inyaya inotaurwa kuvazhinji pachena.nhaurwaverbalNhavawoven carrying bagnhavaninekukoswa, kanochengeterwa hove kana mbuva.nhavatavaNhavatava munhu asingavimbiki, nekuti maitiro ake anenge...nhedeNhede chidavado chekutuhwina chekuti munhu anotuhwina...nhedzahovaNhedzahova kakwenzi kanowanzowanikwa pamawere emakomo kana...Nhedzia prized edible wild mushroom (Termitomyces species)nhedziwaNhedziwa inzvimbo yakaita ruware, inochinjikwa rwizi, uye...nhehweNhehwe iganda rinosara panenge pavhiyiwa mhuka...nheketeroNheketero kuwirirana kunoita mazwi kokupedzisira...Nhekwewoven fish trapnhemafabricationnhembaNhemba mudziyo unokamirwa mukaka.Nhembetraditional skin loincloth or apronnhemeNheme kadimbu kedende kana tsanga kanoiswa pachirauro kuti...nhemetemeNhemeteme nderimwe chete rorumwe rudzi rwemakonye...nhemoNhemo mudziyo unoshandiswa kugadzirisa mapuranga.nhemwaNhemwa chidimbu chechingwa chisina chakanamwa pachiri.nhenaNhena munhu achiri mudiki, ane chimiro chinoyemurika kwazvo.nhenderekwaNhenderekwa munhu anofamba achiti, pano wagara, pano...nhendeshureMadududu.nhendoNhendo mupiro wekutenda, unoitirwa vadzimu kazhinji.nhengaNhengo dzembiri eshiri (feather).nhengasureNhengasure chidavado chokushambira muduhwino, munhu...nhengezwaNhengezwa dzemiti inhavani dziri kumusorosoro uye dzisina...nhengomembernhengureNhengure rudzi rweshiri nhema, inokwanisa kurwisa dzimwe...nhengwanauye inotangira dzimwe kurira mangwanani.nhenhaNhenha munhukadzi akanaka chaizvo pachiso.nhepfenyurobroadcastnheraKukundwa kana kupera simba.nhereNhere inhumbi yevarume yemukati.nheredzoNheredzo chinwiwa kana nhapitapi inozotevera kudya...nhereraorphannhesaMujejeje.nhesvaNhesva kunzwa kusada kuenda kunhu kana kuita chinhu...nhesviNhesvi zinhunzi ziguru, regirini, rinonyanyoonekwa...nhetenarrownhetembopoetrynhetemwaNhetemwa kudedera kana kubvundisa muviri kunoitwa nemunhu...nhetserwaNhetserwa kumuka mangwanani-ngwanani munhu achiita basa...nhetswakubuda mudzimba dzavanodzidzira, zvavainge vapedza...nhevaNheva imhuka yomusango iri mumhuri imwe chete nezvakaita...nhevanaNhevana muti kana ruva diki rinenge richiri kuda...nhevedzanoNhevedzano kutevedzana kana kuteverana kwezviitiko.nhevedziNhevedzi mwana waamai vako akazvarwa kumashure kwako.nhevedzoNhevedzo imombe inouraiwa seusavi hweparufu rwemunhu mukuru.nheyaKunheya kudya chikafu chakawanda zvikuru.nheyofoundingnhiKuti nhi kubata munhu kana mhuka nepahuro.nhi nhi nhiKuti nhi nhi nhi kumhanya zvishoma kunoita munhu mupfupi...nhidzaKunhidza kubata munhu kana mhuka nemuhuro.nhikavalleynhikitiNhikiti imhudzi dzemanhanga dzinogona kudyiswa nesadza...nhikwiInzwi rematare.nhimbeNhimbe idoro rinonwiwa navanhu vemumusha, pavanenge...nhimbetimbeNhimbetimbe kungotimba asi zvisina urongwa hunoonekera...nhimbuNhimbu inzira yekudimbudzira kusvika kune imwe nzvimbo.nhimbwitimbwiNhimbwitimbwi chikafu chinenge chakaita mvuramvura.nhimuraNhimura kutorwa kana kukamurwa kunoitwa zvipfuyo kuti...nhindiNhindi chidimbu chenyama.nhindiriNhindiri chimuti chinoita zimwana rakatenderera...nhindiroNhindiro muririro wengoma inotanga kuridzwa kuitira kuti...nhingaNhinga rudzi rwembeva dzakaita diki, dzinoita mwena...nhingiNhingi izwi rinoshandiswa kana munhu akanganwa zita...nhinhibrazenlynhinhivadzaKunhinhivadza kutakudza munhu zvinhu zvinorema zvokuti...nhiraNhira munhu anenge asvika pekujaira nhamo.nhireNhire kamhuka kakaenzana netsuro, kane makumbo emberi...nhiridziroNhiridziro ihari yedoro yamunopuwa kwekutanga kuti mumwe...nhiririNhiriri ikiti yemutsango inofamba usiku ichidya mako-nhiyaNhiya izita rinoshandiswa kureva munhu waunenge uchinzwira...nhiyoNhiyo mwana wehuku.nhoKuti nho kunonga chinhu chidiki nekukurumidza.nhochairwaNhochairwa munhu murombo anowanzogara oga akasurikirwa.Nhodoa traditional stone-throwing and catching gamenhodzerahereditynhodzerwaNhodzerwa kufanana kunonzi kunoita mwana nemumwe munhu...nhokaKunhoka kudzima kwemoto pachisara madota.nhokoNhoko itsvina yembutzi, makonzo kana makonye inobuda...nhokodorwaNhokodorwa itsenza diki dzinenge dzisati dzakora...nhokoteraNhokotera mukadzi anenge akasimba uye akanyatsoumbwa...nhokwaraNhokwara imhodzi dzemiti yakaita semiuzhe, misasa kana...nhokweNhokwe ibundo rinomera murwizi uye rinoshandiswa...nhombacravingnhomboNhombo chitombo chidiki chakatenderera, chinoshandiswa...nhomuNhomu munda mutsva unenge waita zvokutimbwa nemapadza...nhondaMunhu anemeso akati tsvetee.nhondoNhondo kurova maoko kunoitwa nevarume semucherechedzo...nhondoroNhondoro rudzi rwenjiva ine mavara mavara.nhondwaNhondwa imvura inomedzwa nemunhu asingadi, mushure mekunge...nhoneNhone ivhu risingakwanisi kushandiswa pakurima mbesa.nhongapicknhongamesoNhongameso mubairo unopiwa munhu anenge awana chinhu...nhongoNhongo imbudzi hono yakachinywa.nhongonyaNhongonya pakati pomusoro panotamba-tamba kana munhu...nhongotowaNhongotowa muchero unoberekwa nemutongotowa.nhongwaNhongwa kaitire kokutsvaka nokugara wakaona kutadza...nhonhoNhonho marwadzo anoita mutsoka, anoita kuti munhu atadze...nhonho-oKuti nhonho-o kutonhora kwechikafu kana chimwewo chinhu...nhonhongoraNhonhongora chipembenene chakafanana nenyuchi asi icho...nhonhoraNhonhora imvura inotonhora.nhonhorodziNhonhorodzi ivara rinosiyiwa nemvura painenge yadonhera.nhonhotaKunhonhota kutora zvinhu zvose zviri panzvimbo, uchisiya...nhooshieldnhopeNhope madhaka akawanda panzvimbo imwe chete.nhopiNhopi kudya kunogadzirwa nenhanga kana shamba rinoseswa...nhoporaNhopora izwi rinoshandiswa kureva chero ipi zvayo shiri...nhopotopoNhopotopo ndechokudya chero chipi zvacho chinotapirisa.nhoraNharire.nhoreNhore imhuka inenge yakura zvokutoonekwa kuti yachembera.nhoridoNhorido munhu ane unyanzvi hwekurondedzera zvinhu.nhorimboNhorimbo ungwaru nepfungwa dzoudzamu dzapasichigare...nhoroNhoro rudzi rwemhuka inogara musango ine muko-Nhoroondoaccountnhoroondo yehupenyubiographicalnhorwaNhorwa zvinhu, kazhinji zvokudya, zvinotakurwa nomunhu ari...nhosvoNhosvo mwenje inoteya maziso, kana kuti ruvheneko rwezuva...nhotamazwiNhotamazwi munhu anoteerera zvinenge zvichitaurwa nevamwe...nhotoNhoto unyanzvi hunopikisa zvinotaurwa nevamwe vanhu...nhototoNhototo muto unobikwa, wotadza kunyatsoibva zvakanaka.nhovoshieldnhowetoweno unoita nyanga dzakareba, dzakamonyoroka asi hadzi yacho...nhowonhubufugitivenhudyutudyuNhudyutudyu chikafu chakaita semupunga kana manyuchu...nhudzinhuhwaKana panhu pachinhuhwa panenge paine mweya usina kunaka...nhuhwidzaKunhuhwidza kufembedza zvinhu nemhino.nhuhwiraKunhuhwira kuva nehwema hunofadza kana hwakanaka hwokuti...nhuhwiriraNhukaNhuka mutupo wevanhu vanoera Shava.nhukisoNhukiso kuremara kwemuviri kunotaurwa nezvako nemazwi...nhukuNhuku kututumara kunoita pamusana kana pahota yemunhu.nhukutukuNhukutuku kuwanda kwezvitutu zvezvinhu panzvimbo imwe chete.nhumbaNhumba ingoma refu ine pamusoro payo panoridzwa padiki.nhumbanaNhumbana ishaveshave richiri kukura, riri pamusoro pevhu.nhumbanimbaNhumbanimba munhu kana mhuka ine muviri mukuru, uye...nhumbiladingnhumbupregnancynhumburiroNhumburiro inzvimbo inosarudzwa nevavhiyi padumbu remhuka...nhumeenvoynhumwaconsulnhuna[nhunha] Nhuna ndezvinokonzera kuti munhu atsamwe kana...nhundetundeNhundetunde kunzwa kuda kuenda kunoita weti kakawanda...nhundiramutsimeUyu munhu anoita zvinhu zveutsinye kana zvemisikanzwa...nhundiranaNhundirana kuitirana zvinhu zvinotsamwisa kwevanhu vasiri...nhundu[nhende, mhundu] Nhundu chiimba chemago.nhundunduKana denga rakati nhundundu kunenge kune makore akaputira...nhunduroNhunduro inzira yokuridza nayo ngoma.nhunduruNhunduru makonye anowanzouya akawanda, achidya zvirimwa...nhundurukiNhunduruki mukadzi anodanana nokumbogara nomurume...nhundurumeNhundurume murume anenge asina kuroora asi asvika pazera...nhundurwa[nhuturwa] Nhundurwa muchero usingadyiwi unoibva uri...nhundutweNhundutwe idutu ramadota kana kuti madota ari mugomba...nhungamidzoMunyaya dzezvinyorwa, nhungamidzo mashoko anonyorwa...nhungamiriNhungamiri munhu anenge ari pamberi pevamwe vose panenge...nhungamiroguidelinenhungirwaoffshootnhungoNhungo mapango anobatanidzwa nembariro kuita denga remba...nhunguNhungu inzvimbo inochengeterwa chibage chisati...nhungudziNhungudzi i-ngoma inotanga kuridzwa panori-dzwa ngoma...nhungudzoNhungudzo i-ngoma diki inoridzwa ichizotsinhi-rwa neimwe...nhungumiraNhungumira isora rine mashizha a-nodyiwa semuriwo, rinoita...nhunhaitik. Kunhunha kufamba wakakombama.nhunziflynhunzvatunzvaNhu-nzvatunzva munhu anonetsa nokuti haatereri zvinorehwa...nhunzviNhunzvi ihuku, mbudzi, mhembwe kana hwai hadzi...nhuraNhura rudzi rwetse-nza dzisingadiyiwi dziri mbishi.nhuretureNhureture kura zvinhu zvinorema, zvinoda kuti munhu apote...nhuriparcelnhurikaNhurika mazino maviri anomera panzvimbo imwe chete.nhurikidzwabalconynhuriraNhurira rumre rudzi rweharl yedororo repanhimbe inomboniwa...nhuriroNhuriro yebhuku chindima chinonyorwa papeji...nhuruNhuru imbeva diki ine mitsetse mitema pamusana.nhurukaNhuruka imhepo inovhuvhuta iri pakati pekumaodzanya...nhururuNhururu mweya wakaipa unobuda mukanwa kana munhu akagutisa...nhuruvagiNhuruvagi kabhachi kasina maoko, kanowanzopfekwa mukati...nhutamolenhutsaKunhutsa kupotsera dombo, roenda mudenga rakati tasa...nhutuNhutu inzvimbo inome-ra bundo refu.nhutukutuNhutukutu rudzi rwehove inogara mumvura isina kunyanya...nhutwaKana munhu aine nhutwa anenge arwara aita bundu kumusana...nhuwaNhuwa rudzi rwemakonye egirini anowanikwa munguva yezhizha.nhuwiNhuwi ihari yekuchengetera mvura.nhuwidzaInzwi rematare.nhuwiraMudzimai werusununguko ruzivo.nhuwirirafragrantnhuzuNhuzu chironda chinoita mvura mukati, chinobuda kana munhu...nigaNiga chihwitsi chidiki chakaomarara uye chakatenderera.nikaKuminyuka.nikiroNikiro inzvimbo inoyanikirwa hembe nyoro, kana kuti...nimbukaKunimbuka kushanda basa zvakasimba, mwoyo wako uchida.nimburaKunimbura kunyika chigunwe muchikafu chakaita mvura.nimbutsaKunimbutsa kukonzera kuti umwe munhu ashande nesimba.ninaKunina kudzinga nhunzi kunoitwa nemunhu uchishandisa...ningaNinga ibako guru rakareba, raishandiswa kuhwanda vavengi...ningitidzaKuningitidza kurova-rova chinhu kuitira kuti chitetepe.ningitikaKuningitika kutetepa kwechinhu kumuromo kwacho.ninguKuti ningu kuminyuka panzvimbo dzinosangana magodo...ningudzaKuningudza kukonzera kuti panosangana mobhonzo emunhu...niniKana uchiti nini unenge uchibvunza nguva yakaitika kana...ninikaKuninika kudzingwa kwenhunzi nemaoko kana nemuswe wemhuka.niningidzaKuniningidza kusunga bhande zvakasimba, zvokuti chiuno...ninipaKana chirimwa chakaninipa chinenge chiri chidiki.ninipisaKana munhu achizvininipisa anenge achizvirereka, kuratidza...niniraKuninira kusimudza ruoko uchidana munhu narwo, kana kuti...nitiNiti kagwenzi kanotandira, kanoita maruva matsvuku uye...njachaKunjacha kufamba netsoka uchienda kunzvimbo dzakawanda...njadaguKuti njadagu kudonha nemanhede, wobva warovera nomusoro...njadagukaKunjadaguka kudonha pasi uchisara warara nemusana.njaiNjai izwi rinoshandiswa pakuti munhu anzwisise zvinenge...njai njaiKuti njai njai kumhanya zvishoma, zvokuda kuonererwa.njaidzaKunjaidza kufamba munhu achiita zvekuparapatika.njaikaKunjakuka.njairaKunjaira kumhanya zvishoma, sezvinoita vanhu vanomhanya...njakenjakeNjakenjake kuita zvinhu pasina kuwirirana kana...njakukaKunjakuka kudonha kwemunhu kana mhuka isina simba.njakuvhiziNjakuvhizi munhu murombo asi asingabvumi rayiro ingaite...njamukaKana munhu achinzi anonjamuka anenge achingotaura...njandaKuti njanda kudonha kwemunhu anenge asina simba.njandanguKuti njandangu kudonha kwemunhu anenge atadza kutsika...njandangukaKunjandanguka kudonha kwemunhu anenge atadza kutsika...njandaranjandarikaKunjandarika kudonha kunoita mhuka kana munhu asina simba.njandayaKana munhu akaoneswa njandaya anenge atambudzwa zvakanyanya.njandayidzaKunjandayidza vanhu kuvatambudza zvakanyanya, uchivabata...njandayiraKunjandayira kutambudzika zvikuru, nokuda kwechiitiko...njanganduraKunjangandura kuita kuti munhu adonhe, mushure...njanganjuKuti njanganju kudimbura nyama kuita zvidimbu zvidikidiki...njanganjukaKunjanganjuka kuchekeka kwenyama ichiita zvidimbu zvidiki.njanganjuraKunjanganjura kucheka nyama kakawanda kuti iite zvidimbu...NjanjaNjanja idunhu romuZimbabwe rakawanda vaNjanja, uyenjanjandaraKuti njanjandara kudonha kwemunhu achizoita senge afa.njanjareNjanjare munhu ane mazino anobudikira kunze.njanjariNjanjari pamusoro pechinhu panobaya nokuti panenge pasina...njanjaridzaKana uchinjanjaridza munhu akadhakwa unenge uchimutsigisa...njanjirailnjaraMudzimai wezuro.njararaKana zvinhu zvakati njarara zvinenge zvakangozara...njarara njararaKuti njarara njarara kungofamba pose pose, usina pokugara...njararikaKunjararika kungofamba nenhumbi dzako usina pokugara pane...njariNjari rumwe rudzi rwembira dzinoridzwa.njauraKunjaura kubata mhuka kana munhu anenge ava kuda kutiza.njavavaNjavava idoro rinovava, rinenge ratadza kubikwa zvakanaka.njayaKuti njaya kusiya midziyo isina kurindwa.njayamaKunjayama kudonha kwechinhu chikuru chinenge...njeMunhu nje munhu murombo asina chakakosha chaanacho.

