KwaunobvaDuramazwiNnhundurwa

Duramazwi · zita

nhundurwa

nhombororonhomboro

Zvinoreva

[nhuturwa] Nhundurwa muchero usingadyiwi unoibva uri weyero, wakakura sematomati, unoberekwa nemuti unonzi munhundurwa.

1

[nhuturwa] Nhundurwa muchero usingadyiwi unoibva uri weyero, wakakura sematomati, unoberekwa nemuti unonzi munhundurwa.

Munhundurwa kamuti kanobereka tuvana tweyero twakatenderera, twusingadyiwi, twunonzi nhundurwa.

Guzubheri muchero unoita vana vanenge nhundurwa asi vari vadiki, vanodyiwa. vanokura pamuti unotanda.

Kupwatika kuputika kungaita chinhu chichidzatuka pamusana pokudzvanyirirwa, sezvingaita domasi kana nhundurwa.

Zvakafanana

nhombororo · nhomboro

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhundutwe

Nhundutwe idutu ramadota kana kuti madota ari mugomba ramarara.

Verenga

Swipe for the next word