Duramazwi
Mazwi ane N.
1668 Shona headwords beginning with N, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 6 pa7
nyananyandanuKuti nyandanu kupepereswa kwevhudzi nemhepo richisara...nyandanudzaKunyandanudza kupeperetswa nemhepo kwevhudzi ranga...nyandanukaKana vhudzi richinyandanuka rinenge rapepereswa nemhepo...nyandanuranyanduheavingnyandu nyanduKuti nyandu nyandu kufamba nekuchimbidza, munhu achimwaza...nyandudzaKunyandudza kupetura vhudzi kana kumisa minhenga.nyandukaKubvandanyuka kana kuvhunduka.nyanduraKunyandura munhu kumudenha kuti atsamwe iye anga...nyanduranaKana vanhu vakanyandurana vanenge vatadza kuwirirana pane...nyanduripoetnyangahornnyangadaKuti nyangada kunyungudika kwechinhu chinenge chaiswa...nyangadikaKana munhu a-nyangadika anenge ashaikwa, angoenda...nyangaduKana chinhu cha-hati kaita godo chati nyangadu, chinenge...nyangadzaKusemesa kana kuita zvisiri izvo.nyangadziMutadzi.nyangadzoNyangadzo chinhu chakaipa chinenge chakangani-swa kana...nyangahadziNyangahadzi mavara mavara anoita kumagaro kana muchiuno...nyangaraKushata pakuita kana kutarisika.nyangararaKuti nyangarara kwevhudzi kubvanganyuka kwaro...nyangaridzaKana munhu akanyangaridza chinhu anenge achihwandisa kuti...nyangaridzoNyangaridzo ndezvingataurwa kana kuitwa nomunhu...nyangarikadisappearnyangataKunyangata kugunzva zvishoma neruoko.nyangatiraKunyangatira kunyura kunoita chinhu chinonyorovesa panhu...nyangeKuti nyange kumwaya zvishomashoma. Mhiripiri inoda...nyangi nyangiKuti nyangi nyangi kufamba kokunyahwaira kuti munhu asvike...nyangidziraKunyangidzira kunama kana kunyorevesa panhu zvishoma...nyangiraKunyangira munhu kumusvikira asingazivi, zviya zvekuti...nyangiswaNyangiswa ibatanidzo yamashoko mumutsetse inoreva kuti...nyango-Ichi chiitogama chinoshandiswa nechiito kureva kuti hapana...nyanguriTinoshandisa izwi rokuti nyanguri kuratidza kushamisika...nyangwealthoughnyangwe wodaAya mazwi anoshandiswa kuudza munhu kuti chacho chaari...nyanhandoNyanhando imhando yederere yakareburuka, inoberekwa...nyaniNyani muchero mudiki wakareburuka zvishoma...nyanisiKana zvinhu zvichinzi hazvina nyanisi zvinenge zvisina...nyanuraKunyanura kubvisa zvinhu zvakaita setsine padzinenge...nyanyagenerallynyanyadziraKupisa nzvimbo kana chinhu.nyanyaidzaunderestimatenyanyanyaKana munhu akati nyanyanya kwaanenge aenda anenge apedza...nyanyasaKunyanyasa kuita kuti munhu anzwe kumira mwoyo kana kuda...nyanyauraKunyanyaura kushatisa chinhu nokuchifombora - fombora.nyanyeKuti nyanye kuita chinhu chinopfurikidza panosvika vamwe.nyanyisaintensivenyanyo-ri kusimbirira pane imwe nzvimbo kana kuti pane imwe nguva.nyanzalakenyanzviadeptnyapuKuti nyapu kurova zvishomanana nekashamhu kaduku katete...nyapudzaKunyapudza kurova zvisingarwadzi, nekashamhu katetetete.nyapudziraKunyapudzira kurova mwana mudiki mumakumbo, uchishandisa...nyaputsaKunyaputsa kurova munhu, kazhinji mwana mudiki, nekashamhu...nyaraashamednyaradzasedatenyararapainlessnyarariraKunyara kuzvituka kana kuzvishora pamusoro pezvinhu...nyareKuti nyare kusunga zvinyoronyoro zvisinganetsi kusungunura.nyariraKana poto ine makoko ikanzi yanyarira, makoko acho anenge...nyarisaKana chinhu chichinzi chinonyarisa chinenge...nyarufuroNyarufuro rudzi rwenyoka isingaoneki nhando, inogara mumiti.nyarumunduNyarumundu kakwenzi kanomera nokufa mugore Amwe chete...nyarumvundweNyarumvundwe isora rine mashizha akapamhama, riine...nyaruparaNyarupara munhu akabvisa bvudzi rese mumusoro.nyarusereNyarusere itambo inenge yakarukwa nemauswa kana makavi.nyaruzandaNyaruzanda chibhururukwa chine makumbo marefu nemanhenga...nyarwatsiNyarwatsi muti unoita maruva egirini asinganyatsoonekwi...nyasaKuti nyasa kupfava kungaita chinhu changa chakaomarara...nyashafavoredNyashanuNyashanu izita rinodaidzwa naro vamwe vemutupo mutupo...nyasiNyasi kudivi kwakaderera kana kurereka kuchidzikira.nyasireNyasire munhu anofarira kuita zvisingafadzi vamwe...nyataKuti nyata kunyorova nemvura zhinji.nyaterasandalnyatibuffalonyatonyatsaIchi chiitomwana chinotsanangura kuitwa kwezvinhu nemazvo.nyatso- [-nyaso-, -natso-, -nyato-]Ichi chiitogama chinoshandiswa kuratidza kuitwa kwezvinhu...nyaturaKunyatura kucheka chinhu zvisina kudzika.nyauKuti nyau kunyungudika kwechinhu changa chakaomarara.nyaudzaKunyaudza kuita ruzha runosvota muteereri.nyaudzirwaNyaudzirwa ivara rine bhii rimwe chete.nyaudzosingwiIri izita rorudzi rwemazwi anoshanda se chiito...nyaukaKunyauka kupfava kunoita sezvakaita makoko anembenge...nyautsaKunyautsa kukonzera kuti chinhu changa chakaomarara...nyavaKuti nyava kupfava kwechinhu changa chiine nharo kana kuti...nyava nyavaKuti _nyava nyava_ kufamba zvishoma nezvishoma...nyaviriMunyaviri.nyawanaNyawana chidende chomushonga chinoshandiswa ne-n'anga.nyawiNyawi maitiro ekushingirira pane zvaunenge uchiita...nyayamatternyazu nyazuKuti nyazu nyazu kufamba nesimba uchidadirira.nye-eKana mbeu dzikati nye -e mumunda dzinenge dzamera dzose...nyeberaKutaura mashoko ekunyebera vamwe (to lie to).nyechuKuti nyechu kukwatura kabandi kadiki kubva pazihombe.nyechukiraKunyechukira kunyemwerera kunoitwa nemunhu achangonzwa...nyedzaKunyedza kutenderedza chinhu sezvinoitwa pakusika nyimo.nyekaKukura kwemoto kana ronda.nyeka nyekaKuti nyeka nyeka kufamba uchingotenderera, usina...nyeketeraKunyeketera kun'aima kunoita chinhu chinenge chichiteyewa...nyekuKuti nyeku kusekerera kunoita munhu kamwe chete chete.nyeku nyekuKuti nyeku nyeku kusekerera usingaburitsi mazino panze...nyembaNyemba rudzi rwembeu inobikwa mutakura, inoberekwa nembesa...nyembeNyembe mucherechedzo unopfekwa nomunhu kuratidza ushe...nyemboNyembo makona emabhaudhi apo panobatwa nechipanera...nyembweNyembwe idemo diki rinoratidzika semwedzi wagara uye...nyemeroNyemero indiro fombwe, inoshandiswa kupakurira muriwo.nyemhukiraKana munhu achinzi akanyemhukira anenge akanaka kumeso...nyemuKuti nyemu kuita seunoda kupa munhu chinhu, wozobva...nyemudzaKunyemudza kutaridza mumwe munhu zvinhu zvaunenge uinazvo...nyemunyemuKuti nyemunyemu kunongedzera munhu chinhu, kunyanya...nyemweInzwi rematare.nyemwererasmilenyemwererosmilenyemwezekaKunyemwezeka kungoseka-seka zvose zvose zvinoita kuti...nyenaKana chinhu chakati nyena chinenge chakavhurika, icho...nyena nyenaKuti nyena nyena kudzokorora kusekerera wakaburitsa mazino...nyenamaKunyenama kuburitsa mazino pachena sezvinoita imbwa kana...nyengaKana chironda chichinyenga chinenge chichiramba...nyenganyengaNyenganyenga rudzi rweshiri duku, inobhururuka nekukasira...nyengedzadeceivenyengeracheatnyengeredziNyengeredzi idemhe rehozhwa rinowanikwa kumahombekombe...nyengererapersuasivenyengereziNyengerezi zvikasha kana zvimatombo zvinonhongwa kugungwa...nyengesvuKuti nyengesvu kucheka chinhu uchichiita zvidimbu zvidiki.nyengetedzaKunyengetedza kutaura nokuitira munhu zvinhu zvinoita kuti...nyengeteraKunyengetera kukumbira chaunoda kumunhu uchiratidza kuti...nyengeteraipraynyengetereraKunyengeterera mumwe munhu kumukumbirira kuna Mwari kuti...nyengeteroNyengetero mazwi anotaurwa neanokumbira achiratidza kuti...nyengoNyengo itsika yemu rume anoti munhukadzi wose waaona...nyenguKuti nyengu kukurumidza kufamba kubva panzvimbo kuenda...nyenjeNyenje imhando yederere rine mashizha marefu ane kumberi...nyenuKuti nyenu kuvhura muromo uchitaridza mazino ako pachena.nyenyaKana uchinyenya munhu unenge uchimushoora uchifunga kuti...nyenyeKana musikana akanzi inyenye anenge aine runako...nyenyedziNyenyedzi tumwenje twakawanda twunoonekwa mudenga manheru...nyenyenyeKana chinhu chichiti nyenyenye chinenge chichingaima.nyenyeredzaKunyenyeredza kutenderera kana kufamba neparutivi, nokuti...nyenyeuKuti nyenyeu kuruma chinhu uchisiya paine gomba.nyenyeuraKunyenyeura kuguragura chinhu kuita zvidimbu zvidiki...nyenyeuriKuti nyenyeuri kuvhura musuo zvinyoronyoro kuti usanzwikwa...nyenyuKuti nyenyu kuruma nekudya tubandi tudiki.nyenyuraKunyenyura kudya chekudya uchiita kunge usiri kuchida...nyenzaNyenza inyimo inoti kana yasikwa inenge ichinyatsa kugara...nyenzeNyenze kambuyu kanorira, kanooneka nguva dzekupisa mvura...nyepalienyepedzeraKunyeрега.nyeperafakenyeraKana nyimo ichinyera inenge ichitenderera musikiro.nyerepipednyeredzaKana chinhu chichinyeredza chinenge chichinzvenzvera pauri...nyeredziastrologynyereketeNyerekete ivara rinenge riri pamucheka une mamwe mavara.nyerenyedaKana makonzo achinyerenyeda mbatatisi anenge achiruma...nyereraKunyerera kuvavirira kunoita ganda remunhu kana richida...nyerereKuti nyerere kuva nezvinhu zvakawanda, zvokuti mumwe...nyeruKuti nyeru kubva panzvimbo nekukurumidza usingaonekwi.nyerukaKunyeruka kubva panzvimbo vanhu vanenge varipo vakavarairwa.nyerureNyerure ishiri yakakura zviri pakati nepakati ine...nyerusakidnapnyesukaKunyesuka kubva paunenge uri nokukasika, dzimwe nguva...nyesvuraKunyesvura kucheka kanhu kadiki kekurayira kubva pachihombe.nyetedzaKunyetedza kutsa-mwisa munhu waunenge uchitaura naye...nyeteraKunyetera kugumbukira munhu nekuda kwezvaanenge akuitira.nyetuKuti nyetu kucheka ganda remunhu zvishoma nereza...nyetukaKunyetuka kupenya kunoita mwenje unoonekwa uri kure.nyeturaKunyetura kucheka munhu paganda zvishomanene, zvekuti...nyeuKuti nyeu kubvaruka zvishoma panzvimbo diki-diki.nyeukaKunyeuka kutsemuka zviri nyore kungaite mbatya kana jira...nyeuraKana munhu akanyeura chinhu anenge adimbura chidimbu...nyeuriraKunyeurira munhu kumuudza zvinhu zvaunoziva kuti...nyeurireKuti munhu nyeurire nyaya kumutaurira zvishoma pane zviri...nyeveKuti nyeve kuudza munhu mashoko angangomubatsira pane...nyevenuKuti nyevenu kusununguka kana kufara mushure mokenge...nyevenudzaKunyevenudza munhu kuita kuti abve mukusuwa achipinda...nyevenukaKunyevenuka kugadzikana kwepfungwa, mushure mekunzwa mazwi...nyevenutsaKukonzera kutadza munyaya.nyevenyeveNyevenyeve inyaya inenge ichingofamba muvanhu inenge...nyeveraKunyevera kuudza mumwe pamusoro pezvichaitika kuti...nyeverowarningNyevhea wild leafy vegetable (Cleome gynandra)nyeweNyewe igoronga rinoitwa nemvura inonaya ichiyerera...nyeyabackbitenyeya nyeyaKana vana vakati hembe nyeya nyeya, umwe nemumwe anenge...nyezuKuti nyezu kuvesa moto unobvira zvikuru.nyezu nyezuKuti nyezu nyezu kufamba-famba kunenge kuchiita hembe...nyezuraKunyezura kuvesa moto unobvira uchiita rimi guru.nyiKuti nyi kuisa chinhu mune chimwe chakaita mvura mvura.nyiduraKunyidura kurova munhu zvishomanene nekatambo kana...nyiiNyii muchero mudikidiki wakareburuka zvishoma, une mhodzi...nyikacountrynyika mukanzaIyi inyika iri kure kure.nyika yakapambwacolonynyikadzimuIyi inzvimbo inonzi inondogara mweya yavafi, vanenge vava...nyikukaKunyikuka kubvisika kwechinhu changa chakanyura mumvura.nyimaselfishnyimbiriNyimbiri ishiri yakada kuita senjiva asi iyo yakasvibira...nyimbiri nyimbiriKuti nyimbiri nyimbiri kutamba kunoita vanhu kana mhuka...nyimi nyimiKana muriwo wabikwa uchiti nyimi nyimi unenge uchitaima...nyiminyaKunyiminya kubwinya kunoita chinhu chine mafuta.nyiminyimisezvakaita muto wenyama.nyiminyiraKunyiminyira kutaima kwemafuta anenge akati wandisei ari...nyimoNyimo chirimwa chinoberekera vana vacho pasi,chakada kuita...nyimwanaNyimwana rudzi rwenyimo ine ruvara ruchena.nyin'inyaDzangaradzimu.nyinaKunyina kuchenama kunoita munhu achiburitsa mazino emberi.nyindaKugonda.nyindiKuti nyindi kupedza chikafu chose, kana kudya chikafu...nyindukaKunyinduka kufara zvakapfurikidza mwero kunowanzoitwa...nyinginyiraKunyinginyira kufamba-famba kwevanhu vakawanda vari...nyinuKuti nyinu kuburitsa mazino pachena, sezvinoita imbwa kana...nyinuraKunyinura kuburitsa mazino pachena, sezvinoita imbwa kana...nyinyiridzaKunyinyiridza kutenderera kwenhunzi dzakawanda pachikafu...nyipuKuti nyipu kudonha kwemhuka kana munhu akaonda, kana kuti...nyiraKunyira kutsamwisa munhu nematauriro aunenge waita.nyirenyireNyirenyire chinhu chakaoma kunzwisisa uye...nyiri nyiriKuti nyiri nyiri kutaima kwezuva rinenge richipisa asi...nyirinyitaKunyirinyita kupenya sezvinoita dehwe rembada.nyiriraKana ukanyirira munhu unenge wataura zvakaipa pamusoro...nyisaKana munhu akanyisa mumwe anenge amukurira pakurwa.nyn'aKana munhu achinzi _anyn'a_ anenge awana muba-iro...nyn'ainyn'anyn'aNyn'anyn'a munhu ane misikanzwa uye anonyengera vamwe...nyn'areKuti chinhu nyn'are kuchiturika usina hanya nekuti chagara...nyn'ateKuti nyn'ate kunyorova nemvura yakawanda chaizvo.nyn'orododoKuti nyn'orododo kunyura kwemuviri mumvura kana kuti...nyn'urududuKuti nyn'urududu kunyura kusvika muzasi memvura iri...nyobi nyobiKuti nyobi nyobi kudyira kunenge kuchiita hove kana...nyobikaKunyobika kufamba famba kwechirauro sechiratidzo chokuti...nyobvoraKana munhu achinyobvora anenge achitimba sadza nezvigunwe...nyobvunyobvu nyobvuKuti nyobvu nyobvu kudya sadza kwemunhu asingaridi kana...nyochiKuti nyochi kumedza musuva mukuru wesadza.nyodoKuti nyodo kudimbuka kwetambo kana muchero wakaita...nyodokaKunyodoka kuita zvipandi zviviri kana zvakawanda...nyodzviKuti nyodzvi kunyura kwechinhu mumvura chisingazoo-nekwi...nyofoKuti nyofo kupinza danda mumwena, kuitira kuti chinenge...nyofu nyofuKuti nyofu nyofu kudya kunoratidza kuti munhu haasi...nyogodaKunyogoda kutsva kwechinhu kusvikira chaita madota.nyokaserpentnyokoraKunyokora kutsamwisa munhu nokuramba uchingoenda kwaari...nyokotaKunyokota kutsva kwechinhu kusara angova madota.nyombainsultingnyon'onyaZvinhu zvinonyon'onya ndezvinoti ukazvifunga kana...nyondiKuti nyondi kuisa chikafu chakawandisa mumukanwa zvekuti...nyondokaKana banga ranyondoka rinenge risisapinzi.

