KwaunobvaDuramazwiNnyepera

Duramazwi

nyepera

fake

-nyepedzera

Zvinoreva

Kunyepera munhu kumutaurira zvinhu zvisiri zvechokwadi.

1

Kunyepera munhu kumutaurira zvinhu zvisiri zvechokwadi.

Tadiwa pfungwa dzake dzaizvi nyepera.

Havana kumbondiona ndichidya mabuscuits ava vari kundinyepera chero zvazvo kuchinzi munhu mukuru haanyepi.

Aisambonyepera mukadzi sezvainge zvoitwa naBaTakue.

2

Kana munhu achinyepera anenge achiedza kuva zvaasiri kuti anyengedze vanenge vachimuona.

Zvakafanana

-nyepedzera

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyera

Kana nyimo ichinyera inenge ichitenderera musikiro.

Verenga

Swipe for the next word