KwaunobvaDuramazwiNnyenze

Duramazwi · zita

nyenze

Zvinoreva

Nyenze kambuyu kanorira, kanooneka nguva dzekupisa mvura yava kugadzirira kuturuka.

1

Munyenje muti unofarirwa nenyenze wakaomarara, unowanikwa kunzvimbo dzine mvura shoma.

Bwanyenze idivi remusana riri kumusoro kumafudzi.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word