Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nyenza inyimo inoti kana yasikwa inenge ichinyatsa kugara panzvimbo imwe, ziso rayo richionekwa riri pakati.

Munyenza muti unoita maruva machena anonhuhwirira unoita vana vatete uye une midzi yekuti munhu akaidya anofa.

Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyenze
Nyenze kambuyu kanorira, kanooneka nguva dzekupisa mvura yava kugadzirira kuturuka.
VerengaSwipe for the next word