Duramazwi
Zvinoreva
Kunyeрега.
1
Kunyeрега.
Havana chero kumbobvira vanyepedzera chero kuchema zvako.
Tadiwa ainge achineta zvino kwete zvekunyepedzera.
Ende nhema dzababa ava so vainge vakanganwa kuti pakutanga vamboti vakanyepedzera kudonha iye zvino vave kuti vakange voda kufa.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyepera
fake
VerengaSwipe for the next word