KwaunobvaDuramazwiNnyandu

Duramazwi

nyandu

heaving

Zvinoreva

Kuti nyandu kumira kunoita vhudzi remunhu kana richinge risina kukamwa, kana kuti wabatwa nokutya.

1

Kuti nyandu kumira kunoita vhudzi remunhu kana richinge risina kukamwa, kana kuti wabatwa nokutya.

Pandakapfuura nepamakuva usiku, ndakanzwa vhudzi rangu kuti nyandu nemusoro wangu.

Kuti nyandu nyandu kufamba nekuchimbidza, munhu achimwaza maoko nenhumbi kuti aonekwe.

2

Kuti nyandu kukwakuka kunoita munhu paambenge agere.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyandu nyandu

Kuti nyandu nyandu kufamba nekuchimbidza, munhu achimwaza maoko nenhumbi kuti aonekwe.

Verenga

Swipe for the next word