KwaunobvaDuramazwiNnyeya

Duramazwi · chiito

nyeya

backbite

-nyeketa-gumba

Zvinoreva

Kunyeya kutaura mashoko akaipa pamusoro pemunhu.

1

Kunyeya kutaura mashoko akaipa pamusoro pemunhu.

Kana vana vakati hembe nyeya nyeya, umwe nemumwe anenge atengerwa yake.

Mamoyo naMaitakue vaive panze vachitandara vari mubishi rekunyeya mai Mhofu nezvevana vavo.

MaiTakunda namamoyo vaingonyeya chete handiti ndiro basa here?

Zvakafanana

-nyeketa · -gumba

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyeya nyeya

Kana vana vakati hembe nyeya nyeya, umwe nemumwe anenge atengerwa yake.

Verenga

Swipe for the next word