KwaunobvaDuramazwiN 7

Duramazwi

Mazwi ane N.

1668 Shona headwords beginning with N, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 7 pa7

nyongaKana munhu achiti akanyonga nzvimbo anenge akafamba pose...nyonganaKana vanhu vakanyongana vanenge vatadza kuwirirana...nyonganisaKana munhu akanyonganisa vanhu anenge akonzera...nyongoNyongo rudzi rwekapuka kanofamba usiku kachidya makonzo...nyongodekaMashoko anofanirwa kuteverwa kuitira mufambiro.nyongoriBongozozo.nyongorosiNyongorosi kakonye katetetete, kakatsvukuruka, kanogara...nyongoveraKana chinhu chambenge chakaomarara chikanyongovera...nyopeNyope munhu asingafarire zvekushanda.nyoporanyopora 9, badzaihosha la, rambamupinyi la.nyorapunctuationnyora pasiKana zvinhu zvichinzi zvanyorwa pasi zvinenge zvanyorwa...nyoreconvenientlynyoreraKana munhu achinyorera basa anenge achitumira matsamba...nyoresaenrollnyorotendernyorododoKuti nyorododo kudzika pasi muviri uchinyura muchigaro...nyorovadampnyoroverahumidnyorovesaKunyorovesa chinhu kuchidira mvura kuti chipfave kana kuti...nyoshwa nyoshwaKuti nyoshwa nyoshwa kufamba muuswa hwakareba chaizvo...nyoshwairaKunyoshwaira kufamba muuswa hwakareba chaizvo zvinoita...nyotathirstnyowaManyowa 6.nyowaniChinhu chinyowani chinenge chinenge chichangotengwa...nyowedzaKunyowedza munhu kumufumura uye kumunyadzisa.nyowedzoNyowedzo chiitiko chinofumura uye kunyadzisa munhu.nyozeraKana munhu achinyozera pabasa anenge achiita kunge asiri...nyuniuenyubvuKuti nyubvu kudambura chidimbu chidiki kubva pachinhu...nyubwairaKunyubwaira kungaima-ngaima kwechimwe chinhu sezvingaita...nyuchibeenyuchuInzwi rematare mushure menguva yerusununguko.nyudzasubmergenyudza musoro muupfudimik. Kana munhu achinzi anyudza musoro muupfu anenge ava...nyukaKana mvura ichinyuka inenge ichibuda muvhu ichiita...nyukiraNyukira ironda rinowanzoita mumakumbo uye rinobuda...nyukuKuti nyuku kungokaruka chinhu chobuda nepachanga...nyukuraKunyukura chinhu kuchiburitsa machinenge chiri, makaita...nyukutiraKunyukutira kunyorova kunoita madziro eimba nomwando...nyumbuNyumbu inguwani ine manhenga inopfekwa nevanhu vane...nyumbudukaKana chinhu chanyumbuduka chinenge chanyorova zvakanyanyisa.nyumbwairaKunyumbwaira kuzadzwa nemufaro kwemunhu mumwoyo make...nyumoniyaNyumoniya chirwere chemapapu chinoita kuti munhu aite...nyumwaKunyumwa kuva nerufungidziro rwekuti pane zviri kuitika...nyundoNyundo mudziyo une musoro wesimbi unosevenzeswa pakurovera...nyundwaNyundwa inhengo yedzimwe mhuka honho inowanikwa...nyunganyungaNyunganyunga nderumwe rudzi rwembira dzinoridzwa.nyungudikathawnyungudukadissolvenyungururwiNyungururwi kapuka kadikidiki katema, kanogara mumvura...nyunyaPakutamba nhabvu, kunyunya kunzvengesa bhora zvakanyanya...nyunyunyunyutacomplainnyunyutocomplaintnyuradrownnyureKuti nyure kudzika pasi kwechinhu mumvura kana pamwewo...nyurududunyurukaKana chinhu chichinyuruka chinenge chichikwanisa...nyururanyurusimulenyusaChanyusa.nyuzipepaNyuzipepa igwaro rinonyorwa nhau, kazhinji rinobudiswa...nzakuraKunzakuara zvinhu kuzvisimudza kamwe chete zviri zvose...nzambaraNzambara muchero unoberekwa nemuti unonzi munzambara.nzangasocietynzaradroughtnzariroNzariro inyama inosara padehwe kana vanhu vachivhiya mhuka.nzarwoKunzarwo kuitwa sezvinenge zvichiitwa kana kutaurwa ipapo.nzatiNdomundomu.nze nze nzeKuti nze nze nze kumhanya kunoita bhiza.nzembeNzembe rudzi rwenjiva diki ine besu refu.nzendotripsnzenzaNzenza munhu asina kutsiga uye asingakwanise kuzvibata.nzenzerekaKudzadzadika.nzenziNzenzi chipfuyo chitsva chinenge chichangotanga kusvika...nzeveattentionnziKana munhu akati zvanzi chakati, anenge achitsanangura...nzi-iKuti nzi-i ruzha runoitwa nezvipembenene zvakaita...nziiKana munhu achinzi anzii kunenge kuri kubvunza kuti aitwa...nzikaMashoko ekutsanangura nhoroondo.nzimbesugar canenzinzinziNzinzinzi munhu ane misikanzwa uye asingateereri...nziramediumnzirakavambewaita chimwe chinhu, unenge uchibvunzwa chasakisa kuti...nziswanziyocompositionsnziziriversnzombeoxnzondohoofnzondoraNzondora zvigunwe nezvitsitsinho zvehuku kana shiri.nzonzaKunzonza kufambisa uchitsika pasi seuri kupateta.nzonziNzonzi munhu anofamba zvikuru.nzonzodaKunzonzoda kushandisa mutswi neduri pakutswa mushonga...nzonzotaKana uchinzonzota matavi emuti unenge uchiabvisa mashizha.nzooreNzoore rudzi rwenyoka inowanzowanikwa pedyo nenzizi.nzopeNzope isimbi inoshandiswa pakuchera asi iri papfumo.nzouelephantnzumaNzuma imombe isina nyanga.nzungunutnzununuKuti nzununu kugara kwemunhu chinyararire, zvikuru kana...nzunzaNzunza kamhuka kanenge katsi, kanogona kusvetuka chaizvo...nzunzuNzunzu chikwenzi chinomera pane mimwe miti, chichigona...nzunzumaKuti nzunzuma kuchonjomara kwenguva pfupi wakatsigira...nzunzumaraKunzunzumara kupeta makumbo wakatsigira muviri...nzunzutaKana munhu achinzunzuta anenge achimhanya zvishoma kuti...nzunzutiraKunzunzutira kumhanya zvishoma nezvishoma, sezvinoita...nzurivuriNzurivuri kaburi kadikidiki kanenge kari pamudziyo...nzurupesiNzurupesi muchero mudiki zvishoma, unoita tumashizha...nzuwairaKana uchinzuwaira unenge uchifamba uchiita nhanho diki...nzuwuNzuwu isadza rinosara mundiro usavi hwapera.nzvaKuti nzva kutakura demo kana imwe midziyo pamapipito.nzva-aKana kunze kwati nzva-a kunenge kwava kusviba.nzvada nzvadaKuti nzvada nzvada kufamba kwemunhu achizvida, achifambisa...nzvadairaKunzvadaira kufambisa chiuno uchizvida, uye uchida...nzvaiKuti nzvai kunyura kwechinhu mumvura.nzvaidzaKana uchinzvaidza munhu unenge uchiita kuti abve pamusoro...nzvaikaKana danda richinzvaika rinenge richinyura pasi pemvura.nzvandairaKana munhu achinzvandaira anenge achifamba achitsvikidza...nzvandamaKana uchinzvandama unenge uri munhu anotarisira vamwe...nzvanyiraconsonantnzvarakamweNzvarakamwe munhukadzi kana mhuka hadzi inenge yangobereka...nzvariroNzvariro mudziyo wakarukwa, unoiswa mbeu inenge...nzvauriraNzvaurira matarisiro anoita munhu nedivi reziso...nzveKana munhu akati nzve anenge abva panzvimbo chinyararire...nzve-eKuti nzve-e kupfuura kwechinhu chakaita semunhu kana mhuka...nzveka nzvekaKana munhu mutete achiti nzveka nzveka anenge achirwara...nzvekairaKunzvekaira kufamba kana kumhanya nenzira isina kuti tasa.nzvendairaKunzvendaira kufamba uchizvida, uchitsvikidza chiuno.nzvengaavoidnzvenga nyayaKana munhu achinzvenga nyaya anenge achivharidzira...nzvenganaKana muchinzvengana pakutaura munenge muchishandisa...nzvengesaKunzvengesa chinhu kuchitizisa kuti chisaonekwe.nzvenzvanaNzvenzvana mwana wemhuka yakaita sekamba, ngwena, nyoka...nzvenzverainvolvenzveraKunzvera kuongorora zvinhu zvakadzama.nzvereKana mhuka ichinzi inzwere inenge ichangozvara mhuru.nzveroNzvero kusanganisa kana kuita zvinhu zvakasiyana-siyana...nzvi-iKana chinhu chakati nzvi-i chinenge chakasviba chaizvo.nzvidoKana muchero wakati nzvido unenge wakasvibirira chaizvo...nzvidyaNzvidya rudzi rweshiri yakaita diki, ine manhenga mapfumbu...nzvimboexpansenzvimbo dzekugarahabitatsnzvimbo inochengeterwa mhukazoonzvimbo tsvenesanctuarynzvinginzviraKunzvinginzvira kuramba nechimwe chinhu asi usina...nzvinzvi-iKana munhu kana chimwewo chinhu chakati nzvinzvi-i...nzvinzvinzviKuti nzvinzvinzvi kusviba zvakanyanya kweruvara rwechinhu.nzvipuriraNzvipurira mazwi okuzvirumbidza uchityisidzira vamwe apo...nzvirikaNzvirika kashiri kanonzwika kachiimba zvikuru.nzviruNzviru muchero unoti kana waibva unenge wakatsvukuruka...nzvongodisturbancenzvonyoNzvonyo imboro ine chikanda chakachekwa kana kuti...nzvonyoraKunzvonyora mboro kuizvuva ganda rinoiputira kumberi kwayo.nzvoriNzvori munhu anonongonzvenga pese panenge pachiitwa basa...nzvunaNzvuna musikana akanaka zvikuru pachiso.nzvuwuNzvuwu isadza rinosara, rinozodyiwa ramboswera kana...nzwafeelnzwanaKana vanhu vachinzwana vanenge vachiwirirana chaizvo...nzwananaKuyanana.nzwanzweNzwanzwe ishiri yerudzi rwenzvidya, inofamba nedzimwe...nzwarapinchnzwarwoImwe nzira.nzwikaKugona kusvika kunzeve kana kunzwisisika kwezvinotaurwa.nzwiraKana munyu wanzwira muchibikwa unenge waiswa wakaringana.nzwisaglimpsenzwisisaapprehendnzwisisocomprehension

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store