KwaunobvaDuramazwiNnzvandaira

Duramazwi

nzvandaira

Zvinoreva

Kana munhu achinzvandaira anenge achifamba achitsvikidza chiuno, uye achiratidza kuti anovimba nezvaari.

1

Kunzvandaira kufamba uchiti ukasimudza musoro wotarisa pasi, sezvinoita munhu anomhorosa munhu waanoremekedza.

2

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzvandama

Kana uchinzvandama unenge uri munhu anotarisira vamwe vanhu pasi.

Verenga

Swipe for the next word