KwaunobvaDuramazwiNnzvanyira

Duramazwi · zita

nzvanyira

consonant · vowel

Zvinoreva

Nzvanyira rudzi rwemabhii anoshandiswa akatsamhirana nemavaramwana kuumba mazwi.

1

Nzvanyira rudzi rwemabhii anoshandiswa akatsamhirana nemavaramwana kuumba mazwi.

m-|na|nh| inzvanyira dzinowanzikwa muizwi rokuti munhu.

Nzvanyira rudzi rwemabhii anoshandiswa akatsamhirana nemavaramwana kuumba mazwi.

Chitsigisi ivara rinoiswa kwekutanga kwezwi rine nzvanyira imwe chete. Pazwi rinoti imbwa, "i" ari kwekutanga ndiye chitsigisi.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzvarakamwe

Nzvarakamwe munhukadzi kana mhuka hadzi inenge yangobereka mwana mumwe chete.

Verenga

Swipe for the next word