Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchinzvandama unenge uri munhu anotarisira vamwe vanhu pasi.
Kana munhu anorwara achinzvandama anenge asinganyatsokwanisa kumira akati tasa oga, asina kuzvitsigira kana kutsigirwa.

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nzvanyira
consonant
VerengaSwipe for the next word