Kwaunobva/Duramazwi/N/nze nze nze
Duramazwi
Kuti nze nze nze kumhanya kunoita bhiza.
nzembe
Nzembe rudzi rwenjiva diki ine besu refu.
nzendo
trips
nzenza
Nzenza munhu asina kutsiga uye asingakwanise kuzvibata.
Swipe for the next word