Duramazwi
Zvinoreva
Kunjandayira kutambudzika zvikuru, nokuda kwechiitiko chakashata chaitika kwauri.
1

Akanjandayira paakawana nhumbi dzose dzabiwa mumba, paakadzoka kuzororo.
Kunjandayira kutambudzika zvikuru, nokuda kwechiitiko chakashata chaitika kwauri.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03njangandura
Kunjangandura kuita kuti munhu adonhe, mushure mokumutadzisa kutsika zvakanaka kana kumupinga.
VerengaSwipe for the next word