KwaunobvaDuramazwiNnhutwa

Duramazwi · zita

nhutwa

Zvinoreva

Kana munhu aine nhutwa anenge arwara aita bundu kumusana, rinomutadzisa kunyatsomira kana kufamba zvakanaka.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhuwa

Nhuwa rudzi rwemakonye egirini anowanikwa munguva yezhizha.

Verenga

Swipe for the next word