KwaunobvaDuramazwiNnyamafuta

Duramazwi · zita

nyamafuta

Zvinoreva

Nyamafuta munhu ane muviri mukuru zvichionekwa kuti agere zvakanaka.

1

Nyamafuta munhu ane muviri mukuru zvichionekwa kuti agere zvakanaka.

Nyamafuta munhu ane muviri mukuru zvichionekwa kuti agere zvakanaka.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyamai

Nyamai mutumwa wamambo aigara padzimbahwe, asi ane dunhu rake raaifambisa mashoko kana atumwa.

Verenga

Swipe for the next word