Duramazwi · zita
njuzu
mermaid
Duramazwi · zita
mermaid
Njuzi chipuka chinonzi chine musoro wemunhu nemuswe wehove, chisingaonekwi manga manga uye chinogara mumvura. Wese atorwa nenjuzu kuiswa pasi pedziva anodzoka yave n'anga yemandorokwati.
Njuzi chipuka chinonzi chine musoro wemunhu nemuswe wehove, chisingaonekwi manga manga uye chinogara mumvura. Wese atorwa nenjuzu kuiswa pasi pedziva anodzoka yave n'anga yemandorokwati.
Chiyambiro izwi rinoshandiswa kureva kuti kubva pakazvarwa munhu. Chiyambiro changu, handisati ndaona njuzu.
Muna Save mune usvisvi hwamadziva engwena nenjuzu.
Duramazwi
01 / 03no
Iri idzitsi rechinan'anuri chinotaura zviri pedyo. Vakomana vano ava ndivo vafudzi vemombe dzadya mumunda medu.
VerengaSwipe for the next word