Duramazwi
Zvinoreva
Iri idzitsi rechinan'anuri chinotaura zviri pedyo. Vakomana vano ava ndivo vafudzi vemombe dzadya mumunda medu.
Ichi chiratidzanguva chinomirira zvinogaroitika. Ndinogeza mazino mazuva ose.
Ichi chivakapakati chinoratidza zvinhu zvinoitika, zvaitika kana zvichaitika mumashure mezvimwe. Enda kumba unosuka ndiro.

Nezvakauya izvi mazuva-no nhaka sandi bonde.
Munhuhwi mweya unobva pane chimwe chinhu, uchipinda mumhu-no dzako.
Kana ukaonza munhu une-nge wamuita kuti apere muviri, no-kumushusha kana kuti nokumushandisa zvakanyanya.

Chisikwa ndechese zvacho chiri panyika chakagadzirwa chikaiswapo naMwari kana kuti no-Musiki. Hapana chisikwa chisingadiwo kufara pasi pano.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03noable
notable
VerengaSwipe for the next word