Duramazwi · zita
Zvinoreva
Njeni chipfuyo chinenge chichiri chitsva mudanga mune zvimwe, sezviya zvakaita mombe ichangotengwa.
1

Chigamhi kusunga n'ombe munyanga nomugumbo kuitira kuti isakwanisa kufambisa, kunyanya kana iri njeni.
Mombe yenjeni kutokama wakasungira.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03njenje
Njenje imhando yegurwe inobuda kwanaya, ine chidumbu chihombe uye inoruma zvikuru.
VerengaSwipe for the next word