Duramazwi · zita
Zvinoreva
Njinjimonga ibhazi kana zimota ziguru, rinenge richinyatsofamba zvakanaka.
1

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03njipa
Kunjipa kuchinjana nyimo huru yaunenge unayo neduku dzakawanda, pamutambo wokusika nyimo.
VerengaSwipe for the next word