Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jeyamucheya.
1
Jeyamucheya.
Kuvhiririka kutenderera kunoita chinhu chakatendereka sezvakaita vhiri kana richisundwa.
Kuti monere kuenda nenzira inotendereka panzvimbo yauri kuda kusvika.
Kumonerera kuenda nenzira iri kure inotendereka tendereka.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nderendere
Kuti nderendere kufamba uri mumashure memunhu kana chimwewo chifambiso, asi usiri kuchiteverera.
VerengaSwipe for the next word