Duramazwi
Zvinoreva
Nderendere.
1
Nderendere.
Iri izwi rinoshandiswa nemunhu achigangaridza anenge achitaura kuti asae-nderere mberi nenyaya.
Muchikamu chino tinoda kuti uenderere mberi nokutarisa nzira dzechizvino-zvino dzokufambisa mashoko.
Baba vake vakanga vasingasevenzi saka vakatsvaira danga rose vachiitira kuti aenderere mberi nechikoro.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndereredza
Kundereredza munhu kumumhanyisa zvikuru panzvimbo ine mudzakisirwa.
VerengaSwipe for the next word