Duramazwi
ndobva
ndokubva
Duramazwi
BaTakue vaitove kumba kwavo padoor ndobva vatarisa paive nemakeys kwave kumawana.
Ndaiti ndikakwesha ndobva ndopukuta ndichidaro kusvika ndapedza.
Apa ndakatoona kuti akada kuenderera ndaifanira kuudza mama nezvake ndobva ndaramba kuti handimuzivi.
ndokubva
Duramazwi
01 / 03ndoda
Ndoda izwi rinoshandiswa kuratidza maitikiro akanyanya echiito chinenge chichitsanangurwa.
VerengaSwipe for the next word