Duramazwi
Zvinoreva
Ndoda izwi rinoshandiswa kuratidza maitikiro akanyanya echiito chinenge chichitsanangurwa.
Ndoda izwi rinoshandiswa nemumwe munhu kana mumwe achitaura, achingoritaura riri rega, kuratidza kuti zviri kutaurwa nemutauri hazvina musoro uye haasi kuzombozviteerera.

Amai havadi munhu anonyepa. Ndoda sisi, vanofashaira nehasha ukavanyepera.
Ndoda BaTakue chete Akadaro Debra mumoyo make.
Madhara ose ari kumusha ndoda kuzoaratidza kuti mari iri muvhu.
Ndoda izwi rinoshandiswa nemumwe munhu kana mumwe achitaura, achingoritaura riri rega, kuratidza kuti zviri kutaurwa nemutauri hazvina musoro uye haasi kuzombozviteerera.
Ndoda BaTakue chete Akadaro Debra mumoyo make.
Madhara ose ari kumusha ndoda kuzoaratidza kuti mari iri muvhu.
Ndinokupa nguva yaunoda asi ndoda kuti unzwisise kuti handichafe ndakauya kumba kwako kusvikira matombo asvitswa nasadombo kunabambo vangu.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndodzi
Ndodzi imbeu inenge nyemba, inobereka vana vanoita mhodzi dzakawanda, dzinodyiwa dzakabikwa.
VerengaSwipe for the next word