KwaunobvaDuramazwiNndoko

Duramazwi

ndoko

-doko
1

Kuti ndoko kuisa chinhu mumuromo meumwe munhu, sezvinoita mai kana vachiisa zamu mumukanwa memwana.

Zvine chekuita

-doko

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndokubva [ndobva]

Iri izwi rinoshandiswa kubatanidza zvinhu mumutsara unoratidza kuti zvinhu zvacho zvanga zvichingotevedzana.

Verenga

Swipe for the next word