Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ndoma kabhora kadiki kakagadzirwa nemuti.
1
Ndoma kabhora kadiki kakagadzirwa nemuti.
Ndoma kabhora kadiki kakagadzirwa nemuti.
Kana mashanga akaoma akangondoma anenge abvira ese, pachisara pasisina kana kai.
Chandoma chitanda chine fundo mberi chinosungirirwa mberi kwemuseve usina dare.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndomene [ndimene]
Iri izwi rinoshandiswa nanyakutaura kuzvitsinhira iye pachake.
VerengaSwipe for the next word