Duramazwi
ndokubva [ndobva]
dzokedzokonoko
Duramazwi
Iri izwi rinoshandiswa kubatanidza zvinhu mumutsara unoratidza kuti zvinhu zvacho zvanga zvichingotevedzana.
Iri izwi rinoshandiswa kubatanidza zvinhu mumutsara unoratidza kuti zvinhu zvacho zvanga zvichingotevedzana.
Akamuona achiba mari yake ndokubva amurova.
dzoke · dzokonoko
Duramazwi
01 / 03ndokuno
Kana munhu achibvunzwa mufaro akati, _"Ndokuno"_, anenge achireva kuti zvose zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word