Duramazwi
Zvinoreva
Inzenze yeruzivo.
1
Inzenze yeruzivo.
Kuchera nyoka nomuromo kuzvidenhera zvinhu zvanga zvakazvinyararira zvazvo dzokonoko wapinda mumatambudziko.
Kana zvinhu zvasHomeka zvinenge zvisina kuwanda kusvika panodiwa. Sadza rakashomeka pamutambo, dzokonoko vanhu votukana.
Kana munhu achidya pavi napauya anenge achiti akamboita zvakanaka zvinofarirwa navanhu, dzokonoko opinduka oita zvakashata zvisingadiwi.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzokorora
quote
VerengaSwipe for the next word