Duramazwi
Zvinoreva
Kuti ndo-o kusviba kwakanyanya kweganda kana kwechimwewo chinhu.
1
Kuti ndo-o kusviba kwakanyanya kweganda kana kwechimwewo chinhu.
Musikana uya wekushandisa mishonga yekutsvukisa ganda makore aya, mazuva ano asviba kuti ndo-o.
2
Kuti ndo-o kunyura kana kuparara kwechinhu.
Saka wati hembe yangu yongorova zvayo kuti ndo-o here?
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndobva
VerengaSwipe for the next word