Duramazwi
Zvinoreva
Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi n'i, inowanikwa pakati paemunaeni mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.
Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi eni, inowanikwa pakati paemunao mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.
Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi n'i, inowanikwa pakati paemunaeni mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.
Usachenjedza n’anga kurapwa uchada.
Zvakona n’anga murapwa achida.
Kana ukarega n'ombe dzose idzi dzichivhengana nedzako unozonetseka pakuketa.
Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi eni, inowanikwa pakati paemunao mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.
Vana vakanga vapera kurwara pakazovhenekwa musha ne-n'anga madzimai mazhinji akapumhwa uroi.
Mukomana akamanika maputi achimhanyira kunodzora n'ombe.
N'anga yakakokorodza vanhu vese vemusha uyu, ichiti inoda kuvaratidza muroyi akanga avapedzera vana vavo.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03n'a
Kuti n'a kuruma kwekungoti danzurei kana kuti rumei padikidiki.
VerengaSwipe for the next word