KwaunobvaDuramazwiNn'a

Duramazwi

n'a

Zvinoreva

Kuti n'a kuruma kwekungoti danzurei kana kuti rumei padikidiki.

1

Kuti n'a kuruma kwekungoti danzurei kana kuti rumei padikidiki.

Kuti n'a n'a n'a kupenya kunenge kuchiita chinhu, chichiti chikambodzima chopenya.

Kuti n'a dzi kuvapo kwechiedza nokudzima kwacho nokukasira, sezviya zvinoita chitaitai.

Kuti n'a n'a n'a kuruma kunoita tumbuyu tudiki, twakaita setunyunyu.

2

Kuti n'a kuruma chinhu uchiita zvokunyudza mazino ako machiri.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

n'a dzi

Kuti n'a dzi kuvapo kwechiedza nokudzima kwacho nokukasira, sezviya zvinoita chitaitai.

Verenga

Swipe for the next word