Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ndigwana indiro dikidiki inowanzopakurirwa muriwo wemunhu mumwe, kana kupfidigirisa ndiro inenge ine zvokudya.
1

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndika
Kundika kupa munhu chokudya kana chokunwa chine mushonga unokuvadza.
VerengaSwipe for the next word