Duramazwi
Zvinoreva
Kundika kupa munhu chokudya kana chokunwa chine mushonga unokuvadza.
1
Kundika kupa munhu chokudya kana chokunwa chine mushonga unokuvadza.
Tsumo dzinotaura zvinhu zvakavandika asi iwe unofanira kukwanisa kutsanangura zvadzinoreva.
Kubata hana kusangoita zvekuvhundukira uchitaura zvakahwandika zvaunenge wanzwa.
Kutsindika munhu kumuitira zvinomurwadza mushure mukunge iye akuitira zvakanaka.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndiki
Chidyavarimi.
VerengaSwipe for the next word