Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ndarara ibundo regore rakapera rinenge riri pamwe chete nebundo idzva.
1
Ndarara ibundo regore rakapera rinenge riri pamwe chete nebundo idzva.
Maiguru pavakaona ndarara vakabva vabuda vachibva vavhara door.
Chandakatonzwira husimbe ndiko kwaive kunamata hangu saka ndakangokiya door kwakubva ndatopinda mumagumbeze ndokubva ndarara zvangu.
Ndarara ibundo regore rakapera rinenge riri pamwe chete nebundo idzva.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndarauko
Ndarauko inzvimbo isina kuvakirwa chinhu, yokuti vanhu vangarima kana kuitira rimwe basa.
VerengaSwipe for the next word