Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ndambakuudzwa.
1
Ndambakuudzwa.
Ndamba mutemo wekuti tsoro inenge yabatwa ngaitotambwa.
Nguva zhinji n'ombe ine nyanga dzakati pandamba haigoni kudzishandisa pakurwa.
Kana zvinhu zviviri zvakati pandamba zvinenge zvakareba zvichienda kumativi akasiyana.
2
Ndamba mutemo wekuti tsoro inenge yabatwa ngaitotambwa.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ndambakuudzwa
Uyu munhu anoramba achiita chinhu chaanogaroudzwa kuti chakaipa.
VerengaSwipe for the next word