KwaunobvaDuramazwiNndangariro

Duramazwi · zita

ndangariro

memory · recognition · memorial · memories

nhonderomupinimidzo

Zvinoreva

Pfungwa dziri mumusoro.

1

Pfungwa dziri mumusoro.

Kana wakanganwa imbodzokera kumashure umutsidzire ndangariro dzako.

Musha ndiwo unoumba mwana kubva pakutanga uye unosiya ndangariro dzinogara kwenguva yakareba paupenyu hwemunhu.

Chidzimira kurasika zvokushaya ndangariro yekwaunoenda asi wanga uchimbokuziva.

2

Ndangariro ndezvaunenge uri kufunga mumusoro mako.

3

Ndangariro ipfungwa dzezvinenge zvakaitika kare.

Zvakafanana

nhondero · mupinimidzo

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndanya ndanya

Kuti ndanya ndanya kufamba munhu achiita nhambwe refu, achiratidza kuzvikudza.

Verenga

Swipe for the next word