KwaunobvaDuramazwiVvadura

Duramazwi

vadura

Zvinoreva

Kana munhu achivadura anenge achizadza mudziyo kusvika pamuromo wawo.

1

Kana munhu achivadura anenge achizadza mudziyo kusvika pamuromo wawo.

Kana munhu achivadura anenge achizadza mudziyo kusvika pamuromo wawo.

Kutsvadura kuwisa muti mushure mokuutema kamwe chete.

Kutsvadura kuchekerera panhu kuti patsvedzerere.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vadza

Kana munhu akavadza chinhu anenge aita zvinoita kuti chivave.

Verenga

Swipe for the next word