Duramazwi
vadza
-vavisa
Duramazwi
Kana munhu akavadza chinhu anenge aita zvinoita kuti chivave.
Kana munhu akavadza chinhu anenge aita zvinoita kuti chivave.
Wavadza nyama nokuwanzisa munyu.
Kukopfaira kugara kana kufamba munhu achizvisusu-vadza kana kuzvida.
Mwana akazvicheka nereza yaaitamba nayo akazvukuvadza.
-vavisa
Duramazwi
01 / 03vadzidzi
pupils
VerengaSwipe for the next word