KwaunobvaDuramazwiVvavisa

Duramazwi

vavisa

-vadza

Zvinoreva

Kana munhu akavavisa chinhu anenge aita zvinoita kuti chisanaka pakuchidya.

1

Kana munhu akavavisa chinhu anenge aita zvinoita kuti chisanaka pakuchidya.

Chiona nhasi wavavisa musha wose nemhiripiri.

Dosvavisa muboora uyu parata riri panze, kuti uganyatsonaka tawuisa mudovi.

Kana munhu akavavisa chinhu anenge aita zvinoita kuti chisanaka pakuchidya.

Zvakafanana

-vadza

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vaviwa

Kuvaviwa kuswinywa kungaitwa munhu paganda.

Verenga

Swipe for the next word