KwaunobvaDuramazwiVvaviwa

Duramazwi

vaviwa

Zvinoreva

Kuvaviwa kuswinywa kungaitwa munhu paganda.

1

Kuvaviwa kuswinywa kungaitwa munhu paganda.

Akatanga kuzhamba madoctors vakatoshaya kuti chii iye aingoti arikuvaviwa.

Vainzwa kuvaviwa chaiko nehasha Mai Noku.

Iye hake ange ari panyaya Kubva zvamuka mwana akati ambomirira Mai kupedzisira ave kuvaviwa akaona kuti better aaite vekutsaga.

2

Kana munhu achinzi ari kuvaviwa anenge achiita manyawi zvichione-

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word