Duramazwi01 / 03vavaidzaKuvavaidza kukandakanda moto pachinhu chaunogocha, zvokuti chinosara chichiti pamwe pakanzwa moto, pamwe hapana.Verenga→
Duramazwi02 / 03vavaikaKuvavaika kufamba uchitadza kutsika pasi, nokuda kwekurwadziwa netsoka.Verenga→