Duramazwi
Zvinoreva
Kana muchikaka waya kana tambo munenge muchiikweva kana kuikakata, kuitira kuti itwasanuke yakasimba.
Kana muchero uchikaka unenge uchivava.
Kana muchikaka waya kana tambo munenge muchiikweva kana kuikakata, kuitira kuti itwasanuke yakasimba.
Chizvarwa chenzvimbo kaka nyika munhu akaberekerwa imomo. Chizvarwa chomudunhu chinoziva zvose zvinotarisirwa munhu womo.
Chakanaka chakanaka mukaka haurungwi (munyu).
Iye mwana ane mukaka pamhuno uyu ndiye waunoda kuroodza here?
Kana hembe yakakaka muviri inenge ichibata zvikuru.
Kana muchero uchikaka unenge uchivava.
Chizvarwa chenzvimbo kaka nyika munhu akaberekerwa imomo. Chizvarwa chomudunhu chinoziva zvose zvinotarisirwa munhu womo.
Iye mwana ane mukaka pamhuno uyu ndiye waunoda kuroodza here?
Nyaya yedhorobha iyi yave kuita kuti mwana ane mukaka pamhuno adanane neharahwa, afambe akashama muviri wakayanikwa panze.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kakabvu
Kuti kakabvu kuruma chipandi chikuru kubva pachinhu chakaoma.
VerengaSwipe for the next word